Book cover

Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu

Nziyo nedzeVana Vadiki, 114


0:00 0:00
Introduction
All Verses

1. Baba vangu vapenyu,Vanondida kwazvo.Mweya unondizevezera ichi ichokwadi,Wondiudza ichokwandi.

2. Akandi tuma pano,Nerutendo ndigare.Mweya unondizevezera kuti ndokwanisa,Wondiudza ndokwanisa.