Book cover

Ndinokutendai Baba

Nziyo nedzeVana Vadiki, 118


1. Ndinokutendai, Baba vokudenga, Nerunako rwenyu, nenyasha nerudo. Ndotenda nemusha, shamwari, nevabereki. Nemaropafadzo ose andinawo.

2. Ndiyamurei ndive akapfava, Nditerere kumazwi evabereki. Muzita raJesu, akapfava ane rudo, Ndiropafadzei ini mwana wenyu.