Book cover

Ishe Vakandipa Temberi

Nziyo nedzeVana Vadiki, 120


1. She vakandipa temberi kugaramo panyika. Ndaive mweya kudenga, ndikauya pano senyama. Ndichapenyesa temberi; Mweya usunungu ke. Muviri wangu ndiyo temberi yaBaba.

2. Ndikachengeta muviri wangu uri mutsvene, Mutemberi maBaba ndowana makomborero. Zuva rekumuka kuvakafa ndichapenya Muhumambo ndogara chose muchiedza.