1. Ita zvitsvene!Ita chokwadi!Une basa risina angaita;Ita wakashinga, Ita netsitsi,Ngirozi dzosuma nyaya yako.
Ita,Ita, zvitsvene;Ita,Ita, chokwadi,Ita chokwadi,Ita chokwadi.
2. Ita zvitsvene!Ita chokwadi!Kutadza kwevamwe hakuponesi.Mira parutendo rwako iwe;Mira segamba dakara rufu.
Ita,Ita, zvitsvene;Ita,Ita, chokwadi,Ita chokwadi,Ita chokwadi.