Book cover

Mahwendefa

Nziyo nedzeVana Vadiki, 127


0:00 0:00
Introduction
All Verses

1. Mahwendefa akange akavigwa Pasi pasi mugomo, Dakara Mwari vawana, Wavaivimba naye.

2. Rondedzero yakanyorwa naNefi, Yakanyorwa kare; Zvino mubhuku raMomoni Nyaya yakataurwa.