Book cover

Ndiri Mwana waMwari

Nziyo nedzeVana Vadiki, 112

0:00 0:00
Introduction
All Verses

1. Ndiri mwana waMwari, Akandiisa pano, Akandipa musha pano Une vabereki.

Fambai pedyo neni ndione munzira. Ndidzidzisei zvekuita Ndigogara naye.

2. Ndiri mwana waMwari, Zvandinoda zvizhinji; Ndiyamurei ndinzwe zvake Nguva ichiripo.

Fambai pedyo neni ndione munzira. Ndidzidzisei zvekuita Ndigogara naye.

3. Ndiri mwana waMwari, Ropafadzo izhinji; Ndikadzidza kuda kwake Ndino garazve naye.

Fambai pedyo neni ndione munzira. Ndidzidzisei zvekuita Ndigogara naye.