Page 2
Huyayi, Huyayi Vatendi
Huyayi, Huyayi Vatendi
Huyai vatendi, Huyai musambotya;endai nerufaro.Zvowomasei parwendo irworwu,Yamuro muchapiwa.Zvakanaka sei kushingiriraKubvisa twunotinetsa;Itai izvi, muchafara—Zvose zvakanaka!
1. Tinochemei tichiti taomerwa?Handizvo; zvose zvakanaka.Tofungirei kuwana mubairoKana tichitya hondo?Sungai dzisimbe; musambotya.Mwari havambotisiya;Tozotaura mazwi aya—Zvose zvakanaka!
2. Tichawana patakagadzirirwa,Kure kumadokero,Kusingasvikwe nemhandu dzedu;Koropafadzwa Vatendi.Mumhepomuungire nemumhanzi,Pakurumbidza MwarinaShe;Todaidzira mazwi aya—Zvose zvakanaka!
3. Kana tikafa tisati tasvika,Farai! Zvose zvakanaka!Tasununguka kubva munhamo;Nevatsvene togara!Asi kana tikaramiswaKuwona zororo reVatendi,kuimba kwatingaite—Zvose zvakanaka!
Manzwi: William Clayton, 1814–1879
Mumhanzi: Rumbo rwevanhu vechilngirishi