1. Kure, kure mumarenje eJudhiya,
    Vafudzi vekare vakanzwa nziyo:
  
  
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari kudenga
    Runyararo kunyika
    Vanhu vave nerugare!
  
 
  
    2. Nziyo dzerudo rwerudzikinuro,
    Mashoko enyasha kubva kudenga:
  
  
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari kudenga
    Runyararo kunyika
    Vanhu vave nerugare!
  
 
  
    3. Ishe, nengirozi tichafara;
    Batsirai tiimbe nemwoyo nemanzwi:
  
  
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari kudenga
    Runyararo kunyika
    Vanhu vave nerugare!
  
 
  
    4. Chimbidzisai nguva apo, kwese,
    Vanhu vachasangana mukuimba:
  
  
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari,
    Mbiri kuna Mwari kudenga
    Runyararo kunyika
    Vanhu vave nerugare!