Page 114
Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu
Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu
1. Baba vangu vapenyu,
Vanondida kwazvo.
Mweya unondizevezera ichi ichokwadi,
Wondiudza ichokwandi.
2. Akandi tuma pano,
Nerutendo ndigare.
Mweya unondizevezera kuti ndokwanisa,
Wondiudza ndokwanisa.
Manzwi nemumhanzi: Reid N. Nibley, b. 1923. © 1969 IRI