Page 127
Mahwendefa
Mahwendefa
1. Mahwendefa akange akavigwa
Pasi pasi mugomo,
Dakara Mwari vawana,
Wavaivimba naye.
2. Rondedzero yakanyorwa naNefi,
Yakanyorwa kare;
Zvino mubhuku raMomoni
Nyaya yakataurwa.
Manzwi: Rose Thomas Graham, 1875–1967
Mumhanzi: J. Spencer Cornwall, 1888–1983. Arr. © 1989 IRI