Page 114
Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu
Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu
1. Baba vangu vapenyu,Vanondida kwazvo.Mweya unondizevezera ichi ichokwadi,Wondiudza ichokwandi.
2. Akandi tuma pano,Nerutendo ndigare.Mweya unondizevezera kuti ndokwanisa,Wondiudza ndokwanisa.
Manzwi nemumhanzi: Reid N. Nibley, b. 1923. © 1969 IRI